Mazwi: , 1874 (Bring­ing in the Sheaves).

Mumhanzi: , 1880.


Dyara mangwanani.
Mbeu’dzo dzemutsa.
Dyara masikati, nemumanheru.
Mira kupupura, nguva yekucheka.
Tichafara nekuunza misumbu.

Korusi

Unza misumbu, unza misumbu.
Tichafara nekuunza misumbu.
Unza misumbu, unza misumbu.
Tichafara nekuunza misumbu.

Dyara mukujeka, dyara pane bvute.
Usatye makore, m’basa rajesu
Basa richapera, minda ichachekwa
Tichafara nekuunza misumbu.

Korusi

Yenda nekuchema, dayara kuna tenzi
Kana nekushaya kufadza kwedu
Kuti taripedza, achachingamidza
Tichafara nekuunza misumbu.

Korusi